Zimbabwean comedian Freddy ‘Kapfupi’ Manjalima feels he has been left out of the list of car beneficiaries from businessman Sirk Wicknell.
The entertainer wrote to Sir Wicknell asking why he had been sidelined while others were given cars.
He cited that he has been loyal and supportive of the ruling party’s Zanu PF national rallies.
Wrote Kapfupi:
“Sir Wicknell Hello Baba Sir Wicknell Chivayo Zita rangu ndonzi Freddy manjalima kapfupi.
“Sekutaura kwaBaba Zakaria handipo kutongera vapfumi asi I was wondering why you left me behind the gifts that you have given to those who supported ZANU PF rallies party.
“Iniwo mandiregererawo pavamwe mukuru.
“All rallies held in Epworth I was there supporting ZANU PF ndiri mwana wesangano re ZANU PF.
“Kana kwaPresident ndakatombosvikako na Manager wangu Shugeta anogarokurumbidzai zvikuru nebasa ramunoita kubva musiwekutanga.
“Ndinomuda musangano zvekudaro handitye or kunyara nebato rangu Vanhu vese vanotozviziwa kuti Ndiri we ZANU.
“Nyangwe song anoshandiswa kumaradio stations as a jingle ya Amai ye Angel of Hope tisu takaita ne team yangu.”
“Ende ndicharamba ndichitsigira Musangano we ZANU kusvika Jesu wadzoka pano Pasi Ndinotenda.
“ZANU PF Huchimi, ED Huchii.
“#2024 kusvika #2030 behind whilst others were being ‘gifted’.
Several other public figures including Alic Macheso, Jah Prayzah, Madzibaba Zacharia, Mathias Mhere, Jah Master, Andy Muridzo, Sandra Ndebele, DJ Fantan.
Read more stories @ Zimdaily Journal
Also Visit us on our Facebook Page @ ZimDailyJournal